Accessibility links

Breaking News

Sangano reCaritas Rotsvagira Zimbabwe Mari Yekutenga Chikafu


Sangano reCaritas Confederation, rinoti richawedzera rubatsiro rwekutenga chikafu munyika kuburikidza nekutsvaga mamiriyoni manomwe emadhora ekuAmerica.

Munyori mukuru weCaritas, Amai Lesley Ann Knight, vanoti sangano ravo rafunga kuita izvi sezvo vanhu vakawanda muZimbabwe vari kutambudzika nenyaya yenzara.

Patience Rusere weStudio Seven atanga nekubvunza munyori wezvekurima muMDC inotungamirwa naVaArthur Mutambara, VaRenson Gasela, kuti vanofungei nemari iri kutsvagwa neCaritas, iyo ichabatsira mukutenga chikafu.

Dzimwe Nyaya Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG