Accessibility links

Breaking News

Kutongwa kwaBishop Ncube Kotadza Kutanga Mumatare Edzimhosva


Nyaya iri kupomerwa Bishop Pius Ncube yekudanana nemukadzi wemunhu yapinda mudare reHigh Court muBulawayo neMuvhuro. Gweta raVaNcube, Advocate Nicholas Mathonsi, vanoti nyaya iyi haina kuzoenderera mberi nekunzwikwa mudare, sezvo vapikisa nzira yatorwa nedare mukufambisa nyaya iyi.

VaMathonsi vanoti vakumbira kuti mutongi wedare aongorore kuti seyi nyaya iyi yakurumidza kutongwa pamberi penyaya zhinji dzakakwidwva kumatare edzimhosva. Mutori wenhau weStudio7, Ntungamili Nkomo ataura negweta raVa Ncube ndokutipa nyaya inotevera.

Dzimwe Nhau Kubva KuStudio 7...

XS
SM
MD
LG