Accessibility links

Breaking News

Masangano Akazvimirira Oga Anoita Hurukuro naVaTsvangirai


Vamiriri vemasangano akazvimirira oga vasangana nemutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, neChina vakazeya dzekuti vangashanda seyi pamwe chete pakugadzirisa zvinhu zviri kunetsa munyika.

Masangano asangana naVaTsvangirai nhasi anoti WOZA, NCA, ZINASU, Save Zimbabwe Campaign, Christian Alliance neNANGO.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro nemutauriri weNCA, VaMadock Chivasa, kuti tinzwe zvabuda pamusangano wavo naVaTsvangirai.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG