Accessibility links

Breaking News

Mari Inodiwa Pamwedzi Nemhuri Ine Vanhu Vashanu Yava $12m


Mari inodiwa nemhuri ine vanhu vashanu yakwira kubva pa $8.2 million pamwedzi mumwedzi waChikumi kusvika pa$12 million pamwedzi mumwedzi waNyamavhuvhu. Izvi zvaburitswa nehofisi yeCentral Statiscal Office, CSO, iyo inoita ongororo dzemhando iyi.

Nyanzvi mune zveupfumi uye vachitungamira sangano reLabour and Economic Development Reaserch Institute of Zimbabwe, Doctor Godfrey Kanyenze, vaudza Jonga Kandemiiri weStudio 7 kuti kumiswa kwakaitwa kukwidzwa kwemitengo yezvinhu pamwe nemihoro nemutungamiri wenyika hakuna zvakwakabatsira pakumisa kukwira kwemari dzinodiwa pamwedzi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG