Accessibility links

Breaking News

ZCTU Yocherechedza Zuva Revashandi neChipiri


Mutungamiri weZCTU, VaLovemore Matombo, munyori mukuru wesangano iri, VaWellington Chibebe, pamwe nemumiriri wehurumende mubazi rinoona nezve vashandi, vamwe vevahu vari kutarisirwa kutaura kuGwanzura stadium mangwana.

Vanoona nezvekufambiswa kwemashoko musangano iri, Amai Khumbulani Ndlovu, vanoti hurumende yarambidza sangano ravo kuita misangano kuBindura, Norton nekuMarondera.

Mutori wedu wenhau Patience Rusere weStudio Seven atanga kubvunza Amai Ndlovu kuti hurongwa hwavo hwemangwana hwakamira sęyi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG