WASHINGTON —
Mutungamiri webato reMDC, VaDouglas Mwonzora neChisnau vakapinda mumusangano wePOLAD, uyo unopindwa nevatungamiri vakakwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika muna 2018.
Aka ndekekutanga kuti VaMwonzora vapinde mumusangano wePOLAD uyu, kunyange hazvo vasina kukwikwidza musarudzo idzi.
Asi mutauriri wavo, VaLloyd Damba, vanoti kupinda kwaVaMwonzora mumusangano uyu hakurevi kuti vave nhengo yePOLAD, asi kuti vakakokwa kuti vasvitse gwaro ravo rine zvinhu zvavanoti vanoda kuti zvitange zvazadziswa kuti vapinde muPOLAD.
Facebook Forum