No media source currently available
Muchirongwa cheLiveTalk tirikutarisa mabasa akaitwa na Father Emmanuel Ribeiro, pamwe ne Mutungamiri weZambia wekutanga, VaKenneth Kaunda, avo vakashaya nezuro. Tirikutarisawo dambudziko reCOVID-19 rakatarisana nenyika.