Dare reSenate muAmerica Roenderera Mberi Richinzwa Nyaya Iri Kupomerwa VaTrump
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Dare reSenate riri kuenderera mberi richinzwa mhosva dziri kupomerwa mutungamiri weAmerica, VaDonald Trump, dzekushandisa masimba avo zviri kunze kwemutemo uye kuda kuvhiringidza dare reCongress kuferefeta nyaya iyi. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7 ataura na Dr Chipo Dendere nezve nyaya iyi.
Zvikamu
-
Kubvumbi 25, 2024
Nyaya yeMbanje Kubva Kuna VaScott Sterns
-
Kubvumbi 25, 2024
Hurukuro naVaTendai Biti
-
Kubvumbi 25, 2024
Hurukuro naDoctor Gift Machengete
-
Kubvumbi 25, 2024
Hurukuro naDoctor Gift Machengete
-
Kubvumbi 25, 2024
Hurukuro naVaGift Machengete
-
Kubvumbi 25, 2024
Hurukuro naDoctor Gift Machenngete