Sangano reZimbabwe Doctors For Human Rights Rinoti Hurumende Ichapinda Panyanga Inofanirwa Kukoshesa Zvehutano
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Dr Evans Masitara munyori mukuru musangano reDoctors For Human Rights vanoti zvakakosha kuti veruzhinji vabude nehuwandu hwavo neMuvhuro kunovhota kuitira kuti mamiriro ezvehutano munyika asanduke. Dr Masitara vanoti hurumende ichatora matomhu inofanira kukoshesa kuvandudzwa kwezvehutano munyika
Zvikamu
-
Ndira 14, 2025
Hurukuro naVa Tanaka Muchemwa
-
Ndira 14, 2025
Nyaya ina Jonga Kandemiiri
-
Ndira 14, 2025
Nyaya ina Godwin Mangudya
-
Ndira 14, 2025
Nyaya ina Tobias Mudzingwa
-
Ndira 14, 2025
Hurukuro naMufundisi Fortunate Hove-Cooper
-
Ndira 13, 2025
Nyaya Ina Kudzanai Shava