Accessibility links

Breaking News

Chikwata chemaMighty Warriors Chokundwa neZambia 1-2 muMutambo weAfrica Cup Of Nations Qualifier


Chikwata chemaMighty Warriors Chokundwa neZambia 1-2 muMutambo weAfrica Cup Of Nations Qualifier
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:03 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chikwata chenhabvu chemadzimai chema Mighty Warriors chabuda mumakwikwi eAfrica Cup Of Nations yemadzimai mushure mekukundwa nechikwata cheZambia 1-2 kunhandare yeRufaro pamutambo wema qualifiers watambwa nhasi. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye achitaura nenyanzvi yemitambo Muzi Hadebe.

XS
SM
MD
LG