Accessibility links

Breaking News

Zviuru neZviuru Zvevana Vechikoro Zvoratidzira mu Washington DC, muAmerica


Zviuru neZviuru Zvevana Vechikoro Zvoratidzira mu Washington DC, muAmerica
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:06 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zviuru nezviuru zvevana vechikoro zvaratidzira mu Washington DC zvichiti hazvisi kufara nemitemo ine chekuita nepfuti. Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muAmerica amai Danisai Maluwa, vanoti vanovimba kuti kuratidzira uku kuchaita kuti mitemo yekuti munhu ave nepfuti iwomeswe nehurumende yeAmerica

XS
SM
MD
LG