Accessibility links

Breaking News

Mudare Vanomirira Harare West Pasi Pebato reMDC-T Muzvare Jessie Majome Votaura Nezviri Kuitika Munyika


Mudare Vanomirira Harare West Pasi Pebato reMDC-T Muzvare Jessie Majome Votaura Nezviri Kuitika Munyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:58 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mudare vanomirira Harare West muparamendi pasi pebato reMDC-T muzvare Jessie Majome vanoti zvirongwa zvavange vakatarisira kuita pasipeparamende nhasi zvambomisva nekuti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munyika. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye uyo ataura na muzvare Majome.

XS
SM
MD
LG