Accessibility links

Hurumende yeAmerica Yobatsira Nherera neVanoshaya vekwaMurehwa


Nherera nevanoshaya kwaMurehwa vari kunyemwerera nemufaro zvichitevera rubatsiro rwemari inoita zana nemakumi mashanu ezviuru zvemadhora rwavakapihwa nehurumende yeAmerica kuburikidza nesangano reUnited States Africa Development Foundation. Patricia Mudadigwa anotipa nyaya inotevera.

XS
SM
MD
LG