Accessibility links

Gavhuna weBhanga Guru Renyika VaJohn Mangudya Vanot Vanotambira Makurukota Matsva Akadomwa naVaMugabe

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Gavhuna webhanga guru renyika, VaJohn Mangudya, vanoti vachashanda nemakurukota matsva akadomwa naVaRobert Mugabe. VaMangudya, vari muWashington umo vari kupinda mumisangano ye World Bank ne IMF, vanoti Zimbabwe haisi kuzoita mari yeku South Africa kuti ive chete mari ichashandiswa zviri pamutemo.

XS
SM
MD
LG