Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weNyika VaRobert Mugabe Vokurudzira VaDonald Trump Kuti Vasaite Zvemangoromera


Mutungamiri weNyika VaRobert Mugabe Vokurudzira VaDonald Trump Kuti Vasaite Zvemangoromera
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:20:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vakakatyamadza vanhu vakawanda pasi rose nemusi weChina nekushora kwavakaita mutungamiri wenyika yeAmerica, VaDonald Trump, vachiti vanofanira kukurudzira runyararo pasi rose kwete kuda kuita zvemangoromera.Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG