Accessibility links

Breaking News

Kereke yeForward In Faith Yoronga Musangano Wemadzimai muVirginia muAmerica


Kereke yeForward In Faith Yoronga Musangano Wemadzimai muVirginia muAmerica
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:51 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Kereke yeForward In Faith inoti irikukoka madzimai vanobva kune mamwe makereke muAmerica kumusangano wemadzimai uchaitirwa kuVirginia. Musangano uyu uchapindwa ne zvizvarwa zveZimbabwe zvinobva kumaStates aka siyana siyana. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG