Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Zvotarisirwa Kusangana Kumabiko Arikurongwa neSangano re SACU


Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Zvotarisirwa Kusangana Kumabiko Arikurongwa neSangano re SACU
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zvotarisirwa kusangana neSvondo pagungano ririkurongwa neSACU - Southern African Community USA (SACU) kuMaryland. Muzvare Omega Tawonezvi vesangano reSACU vanoti zvimwe zvichange zvichizeyewa pagungano iri inzira dzekugara zviri pamutemo muAmerica.

XS
SM
MD
LG