Accessibility links

Breaking News

Gweta Rinomirira Vagari vekuManzou Rotaura Pamusoro Pekushungurudzwa Kurikuitwa Vagari vepaPurazi Iri


Gweta Rinomirira Vagari vekuManzou Rotaura Pamusoro Pekushungurudzwa Kurikuitwa Vagari vepaPurazi Iri
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:38 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gweta ririkumirira vagari vekuManzou kuMazowe VaMoses Nkomo varikushora zvirikuitika kuvagari vepapurazi iri. Mhirizhonga inonzi yakaitika mushure mekunge vanhu vasingazivikanwe vakarwisa vagari vepapurazi iri vachiti ngavabve kuti Amai Grace Mugabe vaite mabasa avo sezvo vakaripihwa nehurumende.

XS
SM
MD
LG