Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yozeya Nyaya Yekupambwa Kwemadzimai Vanenge Vaenda Kunotsvaga Basa Kune Nyika Dzakadayi SeKuwait


Zimbabwe Yozeya Nyaya Yekupambwa Kwemadzimai Vanenge Vaenda Kunotsvaga Basa Kune Nyika Dzakadayi SeKuwait
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:25 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinogara muAmerica chiri kumusangano uyu, Amai Luci Ndongwe Chikowero, vanoti hurumende inofanirwa kugara pasi yopangana nemasangano akazvimirira ega ari kubata basa rekurwisa dambudziko reHuman Trafficking. Amai Chikowero vanotaura naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weVOA.

XS
SM
MD
LG