Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri Wenyika VaRobert Mugabe Voshora Zvizvarwa ZveZimbabwe Zvinoda Kuramba Zvichienda KuBritain neAmerica


Mutungamiri Wenyika VaRobert Mugabe Voshora Zvizvarwa ZveZimbabwe Zvinoda Kuramba Zvichienda KuBritain neAmerica
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:14 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vanoti havanzwisisi kuti seyi zvizvarwa zveZimbabwe zviri kuramba zvichida kuenda kunogara nekunoshanda kunyika dzakadai se Britain ne America. VaMugabe vanoti vazhinji, nyanya vanoenda kuAmerica vanodzoka vane nhava dzizere mhepo. Vakataura izvi pabhavhadhe ravo.

XS
SM
MD
LG