Accessibility links

Breaking News

Muzvare Tatelicius Karigambe Avo Vakazvarwa Vari Murume Asi Vavekurarama Semudzimai Votaura Pamusoro Pehupenyu Hwavo


Muzvare Tatelicius Karigambe Avo Vakazvarwa Vari Murume Asi Vavekurarama Semudzimai Votaura Pamusoro Pehupenyu Hwavo
please wait

No media source currently available

0:00 0:10:30 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinogara kuSweden parizvino muzvare Tatelicious Karigambe vanoti vakazvarwa vari munhu rume asi parizvino vavekurarama semudzimai mushure mekuzvichinja. Muzvare Karigambe vanoti vakatoroorwa uye vane mwana. Inzwayi hurukuro yavakaita naMarvellous Mhlanga-Nyahuye.

XS
SM
MD
LG