Muzvare Angela Machonesa Votsidza Kuramba Vachishanda Nemadzimai Nevanasikana
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Muzvare Angela Machonesa avo vanoshanda nesangano rePlan International vanoti donzvo ravo nderekubatsira mhuri dzinotambura nechikafu, uye kukurudzira kuti vanasikana vaende kuchikoro, nekusa roodzwa vasati vabva zera. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7 akaita hurukuro navo paWomen's Forum.
Zvikamu
-
Ndira 17, 2021
Nyaya Ina Godfrey Mtimba
-
Ndira 16, 2021
Nyaya Ina Godfrey Mtimba
-
Ndira 15, 2021
Nyaya Ina Godwin Mangudya
-
Ndira 15, 2021
Nyaya Ina Loirdham Moyo
-
Ndira 15, 2021
Hurukuro naVaDewa Mavhinga
-
Ndira 15, 2021
Hurukuro naDoctor Tonderai Kasu