Accessibility links

Breaking News

Nhau dzeShona

ZimPlus: Nhau Dze Studio 7-Chipiri,Gumiguru, 01, 2013


ZimPlus: Nhau Dze Studio 7-Chipiri,Gumiguru, 01, 2013
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:04:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Kutanga neChishanu, hurumende inenge yotenderwa zviri pamutemo kusora mashoko evanhu panhare, nharembozha kana painternet pasina kupihwa mvumo nematare sezvange zvichiitwa pasi pemutemo weinterception of communication act wa1987. Kozvino pave kuda runyoro rwemunhu ane nyembe dzaAssistant Commissioner zvichienda mberi chete.

XS
SM
MD
LG