ZimPlus: Nhau Dze Studio 7-Chishanu,Gunyana, 27, 2013
Zimbabwe iyo iri kunetsekana zvikuru nenyaya yekugadzirisa hupfumi hwayo inoti yave kuzoumba homwe yemari ichashandiswa mumabasa ebudiriro ichishandisa zviwanikwa zvayo kana kuti Sovereign Wealth Fund. Asi patotanga kukandirwanwa makobvu nematete pakati peZanu-PF nebato rinopikisa reMDC-T kuti iyi ipfungwa yaani.
Zvikamu
-
Kubvumbi 18, 2024
Nhau dzeShona
-
Kubvumbi 17, 2024
Nhau dzeShona
-
Kubvumbi 16, 2024
Nhau dzeShona
-
Kubvumbi 15, 2024
Nhau dzeShona
-
Kubvumbi 14, 2024
Nhau dzeShona
-
Kubvumbi 13, 2024
Nhau dzeShona