Gwaro reBumbiro reMutemo Idzva Roturwa muDare reParamende-3.56
Mudare reparamende nechipiri makamboitika mutauro apo mapato eZanu PF neMDC ambonetsana panzira inofanirwa kutorwa mukuzeya gwaro rebumbiro idzva kuitira kuti ritambirwe semutemo mutsva. Izvi zvinotevera kuturwa kwaitwa gwaro iri muparamende, negurukota rinoona nezvebumbiro nemabasa eparamende, VaEric Matinenga.
Zvikamu
-
Kukadzi 06, 2025
Nhau dzeShona
-
Kukadzi 05, 2025
Nhau dzeShona
-
Kukadzi 04, 2025
Nhau dzeShona
-
Kukadzi 03, 2025
Nhau dzeShona
-
Kukadzi 02, 2025
Nhau dzeShona
-
Kukadzi 01, 2025
Nhau dzeShona