Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yocherechedza Zuva reKutorwa kweNhau


Zimbabwe Yocherechedza Zuva reKutorwa kweNhau
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zimbabwe yabatana nenyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rekodzero dzekuburitswa kwemashoko nevatori venhau pasi rose, re World Press Freddom Day. Vachitaura pamhemberero dzaitirwa paAfrica Unity Square, vakafanobata chigaro chemutungamiri wesangano revatori venhau reZimbabwe Union of Journalists, VaMichael Chideme, vati sangano ravo harisi kufara nekushomeka kwemari dzinotambiriswa vatori venhau.

XS
SM
MD
LG