Accessibility links

Breaking News

VaBiti Vanoti Chikwata CheUnited Nations Chabvumidzwa Kupinda muNyika Kuzotaura nezveMari yeSarudzo


VaBiti Vanoti Chikwata CheUnited Nations Chabvumidzwa Kupinda muNyika Kuzotaura nezveMari yeSarudzo
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:48 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gurukota rinoona nezvehupfumi VaTendai Biti vanoti ivo negurukota rezvemutemo VaPatrick Chinamasa vatenderana kuti nhumwa dzeUN dzipinde munyika kuti dziongorore kuti Zimbabwe yokwereteswa mari here kana kuti kwete yekuti iite sarudzo. Kunyangwe Zimbabwe ichiti inoda kuti sarudzo dziitwe gore rino, zuva resarudzo harisati ratarwa.

XS
SM
MD
LG