Accessibility links

Breaking News

VaMadiro Vopomerwa mhosva yekuba mombe dzebhavhudhe raVaMugabe


VaMadiro Vopomerwa mhosva yekuba mombe dzebhavhudhe raVaMugabe
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vaimbove sachigaro we Zanu-PF mu Manicaland VaMike Madiro na sachigaro wezvemadzimai mudunhu iri, Amai Dorothy Mabika neMuvhuro vakamiswa pamberi pedare ramejasitiriti Amai Lucy Anne Mungwari maMutare vachipomerwa mhosva yekuba mombe dzepabhavhudhe remutungamiriri webato ravo VaRobert Mugabe.

XS
SM
MD
LG