Accessibility links

Breaking News

Dare Rinoti VaMugabe Havasungirwe Kutara Zuva ReSarudzo Parizvino


Dare Rinoti VaMugabe Havasungirwe Kutara Zuva ReSarudzo Parizvino
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:16 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vachitura mutongo wavo mudare repamusoro, mukuru wevatongi vedare iri, VaGeorge Chiweshe, vati mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe havafaniri kutevedzera mutongo wedare repamusoro reHigh Court waivasungira kuti vange vazivisa musi uchaitwa sarudzo itsva kana kuti ma by-elections munharaunda yeBulilima East, Lupane East neNkayi musi wa 31 Kurume wegore rino usati wadarika.

XS
SM
MD
LG