Asi makambani aya haasi kufara nedanho ratorwa nehurumende.
VaMavhinga vati pari zvino zviri pachena kuti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munyaya dzemangoda ekwaMarange.
Naizvozvo vati hurumende inofanira kumira kutengesera kana makambani ekunze kusvika pava nehwaro hwekutengesa hwakachena.