Hurukuro na Muzvare Charmaine Aiziva Kahiya
Mutungamiri weungano reAfrican Union VaMacky Sall vokurudzira kuti zvirango zvakatemerwa Zimbabwe zvibviswe.VaSall vakataura izvi pamusangano weUS African Leaders Summit kune mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden.
Mudare mudare reCongress vakamirira Bbato remaDemocrats kuNewYork VaGregory Meeks vanoti varikufadzwa nemafambiro arikuita musangano weUS Africa Leaders Summit uye vari kutsigira zvirongwa zvekudyidzana kweAmerica neAfrica.Vhidhiyo ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.
Vaimbove mumiriri wemuzinda weAmerica muHarare Ambassador Tom MacDonald vanoti vari kustigira danho rakatorwa nehurumende yavo rekusakoka mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangangwa kumusangano weUS Africa Leaders Summit sezvo vanofanirwa kugadzirisa nyaya yekuita sarudzo dzakachena munyika nezvimwe.
Rodhai zvimwe