Thursday, April 17, 2014 Local time: 19:48


Chirongwa

DZIMWE NHAU

ZCTU Yozeya Mamiriro eHupfumi

ZCTU yaita musangano wekuongorora mamiriro ezvehupfumi panguva iyo vakawanda vari kutyira kuti makambani akawanda achavharwa nekuda kwekusatengwa kwezvinhu muzvitoro zvokonzera dambudziko redeflation.
Onai zvimwe

Vagari muHarare Votsamwiswa neKudzoswa paBasa kweVamwe Vakuru muKanzuru

Vagari veguta reHarare vanoti vari kunyunyuta nedanho rinonzi rakatorwa nemunyori mukuru wekanzuru yeHarare, VaTendai Mahachi, rekudzosa pabasa vashandi vepamusoro vaviri vakanga vambomiswa basa
Onai zvimwe

Hupfumi Horamba Huchiparara VaMugabe Vari paNyanga

Vanhu vakawanda munyika vanoti havasi kufara nekuondomoka kuri kuramba kuchiita hupfumi hwenyika kubva pakawana nyika kuzvitonga kuzere.
Onai zvimwe

Hurumende Yobhadharisa Mitero Vanoita Mabasa eMaoko

Hurumende inoti iri kushanda zvakasimba kuti isimbaradze chirongwa chekubatira mitero vanhu vose vanoita mabasa emaoko kana vane mabhizimisi madiki.
Onai zvimwe

Komiti Inotungamirwa naVaNyarota Yoita Musangano neVagari kwaMutare

Chinangwa chekomiti iyi ndechekuda kunzwisisa matambudziko pamwe nemashandiro ari kuitwa mabasa ekufambisa mashoko nekuburitswa kwenhau munyika
Onai zvimwe

Live Talk: 1830 - 1930 UTC

LiveTalk On Demand

Your JavaScript is turned off or you have an old version of Adobe's Flash Player. Get the latest Flash player.

Mubvunzo

Poll archive

Seyi masarudza munhu uyu?

Facebook

 

iOS and Android Apps

Download mobile app for your Android device.
Download mobile app for your iPhone or iPad.