Tuesday, September 23, 2014 Local time: 22:21

Nhau / Africa

Nhumwa dzaVaZuma Dzokurudzira Sarudzo Dzakachena

Muzvare Lindiwe ZuluMuzvare Lindiwe Zulu
x
Muzvare Lindiwe Zulu
Muzvare Lindiwe Zulu
Blessing Zulu
Mutongi gava panyaya yeZimbabwe, uye vari mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma,  vakatuma nhumwa dzavo kuZimbabwe neChipiri kuti dzinosimbisa nyaya yekuti misariridzwa pagwara resarudzo ipedziswe pasati paitwa sarudzo

SADC iri kutumirawo vaongororori vayo kubva munyika dziri muSADC Troika kuti dzishande neboka reJoint Operation, Monitoring and Implementation Committe mukuona kuti munyika hamuna mhirizhonga.

Mumwe mumiriri weMDC-T munhaurirano, VaElton Mangoma, vanoti vakavimbisa nhumwa dzaVaZuma kuti panopera referendamu vanenge vogadzirira zvakasimba kuita sarudzo.

Nhumwa dzaVaZuma dzinonzi dzakavimbisa kuti dzinenge dzouya munyika mazuva akawanda kuitira kuti dzione kuti zvose zvinodiwa kuitwa sarudzo dzisati dzaitwa, zvazadzikiswa.

You May Like

UN Yozeya Kushanduka Kuri Kuita Mamiriro eKunze Pasi Rose

Musangano weUnited Nations wekuzeya kushanduka kwemamiriro ekunze pasi rose watanga neChipiri muNew York paine kurudziro yekuti vezvematongerwo enyika vatore matanho akasimba mukugadzirisa dambudziko rakatarisana nepasi rose. Onai zvimwe

ZEC Inoti VaGono Havana Kodzero Yekuve Seneta weBuhera

Vaimbova gavhuna webhanga guru renyika, vaGideon Gono, havakwanise kugadzwa saseneta weBuhera nekuti havana kumbobvira vanyoresa semugari ane kodzero dzekuvhota mudunhu reManicaland Onai zvimwe

Pretty Xaba Otsvaga Mari Kuitira Kuti Anorapwa kuIndia

Xaba anoti kunyange hazvo akaita mabasa akawanda uye achionekwa pamaterevhizheni, ange asingabhadharwe zvine mutsindo izvo zviri kuita kuti asave nemari inodiwa kuti awane rubatsiro ku India. Onai zvimwe

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe
LiveTalk

LiveTalk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate.

Schedule:

Monday-Friday

Local Time: 8:30-9:00 p.m.

UTC Time: 1830-1900

Duration: Weekdays: 30 minutes

 

Ndebele

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
Studio 7

Studio 7

Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days a week on AM, shortwave and satellite
 

Schedule: Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m.

Local Time: 7-9 p.m.

UTC Time: 1700-1900

Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Listen: MP3

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media


Facebook