Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chitatu, Mbudzi 25, 2015


Studio 7 logo
Studio 7 logo

Sangano reNational Constitutional Assembly ronyunyuta nezviri kuitwa meZBC zvekuburitsa chete zviri kuitwa nemudzimai wemutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe, mamwe mapato asingapihwe mikana yakaenzana sezvinodiwa nemitemo yenyika….

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa zvofarira danho raitwa nehurumende yenyika iyi rekuwedzera nguva yekuti vanhu vange vatora magwaro anovabvumidza kugara munyika iyi pasi pechirongwa cheZimbabwe Special Permit…..

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri kuNew Zealand chobatsira zvikoro nemabhuku panguva iyo zvinhu zvakaoma munyika….

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutaura pamusoro perusara rwuri kuitwa neZBC iyo isiri kupa mamwe mapato ezvematongerwo nyika mukana wekuburitswa panhepfenyuro iyi sezvinodiwa nemitemo yenyika….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro yeNhau, Mbudzi, 25, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:39 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG