Muvhuro, Chikunguru 06, 2015 Local time: 15:28

Nhau / Africa

Mapurisa Osecha Mahofisi eZESN

Zimbabwe PoliceZimbabwe Police
x
Zimbabwe Police
Zimbabwe Police
Thomas Chiripasi
Mapurisa neChipiri akapinda zvine chisimba pamahofisi esangano rakazvimirira roga richiona nezvesarudzo reZimbabwe Election Support Network (ZESN) muHarare achiti pane vanhu nemagwaro avainge vachitsvaga.
 
Mapurisa aya ainge ari masere uye akapakatira zvombo achitungamirwa naDetective Assistant Inspector J.P Mudyirwa. Zvinonzi mapurisa aya akapwanya mudhuri wakakomberedza mahofisi eZESN kuBelgravia  vachibva vatanga kuasecha.

Zvionzi mapurisa aya ainge aine tsamba yekuvabvumidza kuita izvi kana kuti search warrant yakanyorwa na Superintendent Jeremiah Murenje.

Mapurisa  anoti pane humbowo hwavainawo hunoratidzawo kuti ZESN ine magwaro anoratidza kuti anotyora mutemo weCriminal Law (Codification and Reform) Act.

Gweta riri kumirira ZESN panyaya iyi, VaHarrison Nkomo, vatenda  kuti mapurisa akapinda zvechisimba pamahofisi esangano iri.
 
VaNkomo vati mapurisa anoti ainge achitsvaga vanhu vavanga vachiti varikushandira ZESN vasina mvumo yekunge vari munyika uye vatiwo  vange vachitsvagawo mapepa ane mashoko anogona kukonzera kusagadzikana munyika.
 
VaNkomo vati hapana hapo akasungwa. Asi mapurisa ati acharinda mahofisi aya siku nesikati kusvika apinda muhofisi yaAmai Rindai Chipfunde-Vava, mukuru weZESN.
 
Zvinonzi mapurisa asechawo zvakare mahofisi esangano reZESN kuMasvingo ndokutorawo zvakare mapepa akakosha.

Kusechwa kwemahofisi eZESN kunouya apo masangano anoshanda akazvimirira achichema nerokuti ari kushungurudzwa nehurumende apo nyika yatarisana nesarudzo dzakatarisirwa kuitwa munyika gore rino. Hatina kukwanisa kunzwa divi remapurisa panyaya iyi.
Nyaya Ina Thomas Chiripasi
Nyaya Ina Thomas Chiripasii
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vhidhiyo Musangano weWomen of Dominion International 2015

Musangano weWomen of Dominion International wapinda muzuva repiri muguta reCincinnatti ku Ohio. Musangano uyu, uyo wakatanga neChina uye uchipera neSvondo, unobatanidza madzimai emadzisvondo akasiyana siyana. - Praxedes Jeremiah Onai zvimwe

South Africa Inobata Nyanga dzeNzou Dzabva kuZimbabwe

Mashoko aburitswa nevanoona nezvekupinda nekubuda kwevanhu nezvinhu panhandare ye Oliver Tambo International Airport muJohannesburg, anoti nyanga idzi dzange dzisina matsamba uye dzange dzakavigwa mumapepa. Onai zvimwe

Musangano weWomen of Dominion International Unopinda Muzuva Repiri kuCincinnatti

Musangano uyu, uyo wakatanga neChina uye uchipera neSvondo, unobatanidza madzimai emadzisvondo akasiyana siyana. Onai zvimwe

Mutori weNhau Patrick Chitongo Anoburitswa Mujeri

Mumwe mutori wenhau anoshanda akazvimirira kuChiredzi, anoti ari kunzwa kufara zvikuru nekuwaniswa mukana wekubvisa mari yechibatiso kuitira kuti nyaya yake itongwe achibva kumba. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook