Accessibility links

Breaking News

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 Anotaura neMutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai


Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 Anotaura neMutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:59 0:00

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti zvakakosha zvikuru kuti nyika dzepasi rose dzigare dzichiziva honzeri yemakakatanwa munyaya dzezve matongerwo enyika muZimbabwe.

Vachitaura vari muWashington neChina pamuzinda weStudio7, VaTsvangirai vanoti sarudzo dzemuZimbabwe dziri kugara dzichiita mutauro nekuti hurumende iripo iri kutadza kutonga zvine jechetere mukati.

VaTsvangirai, avo vanga vachishanya muWashington, vanoti Zimbabwe inofanirwa kuchengetedza mitemo yayo yesarudzo sezviri kuitwa nenyika dzakaikomberedza kuchamhembe kweAfrica.

VaTsvangirai vanoti vanhu kuchamhembe kweAfrica vari kukorokotedzana mushure mesarudzo, izvo zvisiri kuitika muZimbabwe.

XS
SM
MD
LG