Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Muvhuro 16, Mbudzi 2015


Ini ndini Marvellous Mhlanga Nyahuye ndichiti heinoi misoro yenhau dzanhasi …Muvhuro, Mbudzi, 16, 2015

Nhirizhonga muZanu PF inosiya vanhu vaviri vatemwa nedemo vachibva vafa, nyakutema wacho achiwanikwa akafa muchitokisi chemapurisa…..

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoenda kumusangano wenyika dzakapfuma, we G-20, uyo uri kuitirwa kuTurkey, vanopikisa vachiti VaMugabe ngavagare kumba vachigadzirisa zviri kunetsa…..

Vanotengesa mumigwagwa muBulawayo vanocherechedza zuva reInternational Street Vendors Day vachiti vanoda kubatwa sevanhu vari kusimudzira hupfumi munyika…

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro Yenhau Dzanhasi, Muvhuro Mbudzi 16, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:25 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG