Chishanu, Gunyana 04, 2015 Local time: 12:21

Nhau / Africa

VaMugabe naVaTsvangirai Votarisirwa Kutaura Svondo Rinouya Pachaitwa Referendamu

x
Blessing Zulu
Nzendo dzekunze kwenyika dziri kuitwa nemutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, pamwe nemutungamiri wehurumende wenyika, VaMorgan Tsvangirai, dzava kupa kuti nyaya yekukurukura zuva rekuita referendamu yange ichitarisirwa svondo rino, imbosendekwa. 

VaTsvangirai vari kumusangano weWorld Economic Forum kuDavos Switezerland, ukuwo VaMugabe vari kutarisirwa kuenda kumusangano weAfrican Union summit kuAddis Ababa kuEthiopia mukupera kwesvondo.

Vatungamiri ava vave kutarisirwa kusangana svondo rinouya kuitira kuti vataura nyaya yezuva richaitwa referendamu. Vatungamiri vari muhurumende yemubatanidzwa vange vachitarisirwa kusangana neChina kuti vataure nezvezuva rereferendamu asi izvi zvakona n’anga murapwa achida. 

Asi vachitaura nevatori venhau veBloomberg, VaTsvangirai vanoti referendamu ichaitwa muna Kurume, sarudzo dzozotevera. Vanotiwo kuenda kureferendamu kungozadzikisa chirevo sezvo vanhu munyika vakatenderana zviri mugwaro rebumbiro idzva, kuburikidza nemapato ari muhurumende yemubatanidzwa.

Hatina kukwanisa kubata vakafanobata chigaro chemutauriri waVaTsvangirai, VaWilliam Bango, kanawo mutauriri waVaMugabe, VaGeorge Charamba kuti tinzwe musi chaiwo uchasangana vakuru ava.

Asi nyaya yavo yekuti vanhu vachangotambira bumbiro riri kubva kuCOPAC yashorwa zvikuru nasachigaro weNational Constitutional Assembly, Muzvinafundo Lovemore Madhuku, avo vanoti vanhu havatambire zviri kubikwa neCOPAC.

You May Like

PTUZ Inosangana neChikwata cheWorld Bank Chiri Munyika

Sangano revarairidzi reProgressive Teachers’ Union of Zimbabwe, PTUZ, rinoti rakaita musangano neChina nechikwata chenyanzvi dzekuWorld Bank dziri kushanya muZimbabwe vachizeya mamiriro akaita zvinhu munyaya dzedzidzo munyika. Onai zvimwe

VeZanu-PF neMDC-T Votatsurana paNyaya yeMamiriro Akaita Zvinhu muNyika

Mapato anopikisa munyika anoti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munyaya dzezvematongerwo enyika pamwe nezveupfumi munyika Onai zvimwe

Dambudziko reHIV/AIDS Rokwira Mune Vanoita zveHupfambi

Mamwe madzimai anoita basa rehupfambi anoti vakapinda mubasa iri senzira yekuyedza kuchengeta mhuri dzavo asi mubasa iri munedzimwe nguva vanoguma vatapurirwa zvirwere zvakaita seHIV/AIDS. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

VeChidiki muZimbabwe Vopembedza Chirongwa cheMandela Washington Young Leaders Initiative

Vatungamiriri vechidiki vachangobva kuAmerica pasi pechirongwa chemutungamiriri wenyika iyi VaBarack Obama cheMandela Washington Young Africa Leaders Intitiative kana kuti YALI vanoti chirongwa ichi chakavavhura maziso uye vachashandisa zvavakadzidza mukusandura mashandiro avo munyaya dzehutungamiri nemabhizmisi. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

Facebook