WASHINGTON D.C. —
Sangano reEuropean Union, bato reNCA pamwe nemuzinda weAmerica muZimbabwe voshoropodza zvakasimba mhirizhonga yezvematongerwo enyika iri kuitika munyika.
Chikwata cheZimbabwe Rugby chokwikwidza kumakundano ari kuitirwa kuHong Kong.
Vanhu vakawanda vochema nenzara kuBinga….
Muchirongwa cheLiveTalk …. The Connection tiri kutarisa kumbunyikidzwa kwekodzero dzevechidiki kuri kuitika munyika.
Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa909 am, 4930, kana pa13860 ne15460 kilohertzs paShortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.