Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Mbudzi 19, 2015


Shona
Shona

Mudzimai wemutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe, vanoti zvose zvavari kuita vanenge vatumwa nemurume wavo, VaRobert Mugabe, panguva imwe cheteyo vachiramba kuti vanozvidza vakarwa muhondo yerusununguko…

Nhengo dzeparamende, kusanganisira dzeZanu PF, dzokurudzira kuti vakuru muhurumende vakanokora muhomwe yePremier Service Medical Aid Society, vanosanganisira mutauriri waVaMugabe, VaGeorge Charamba, gurukota rezvehutano, VaDavid Parirenyatwa, nevamwe, vasungwe…

Vanoita mabasa emaoko vokurudzira hurumende kuti ivakoshese sezvo vari ivo vakabata nyika pari zvino…

Muchirongwa cheWomen’s RoundTable…..nhasi tiri kutarisa vanhukadzi vava kuita mabasa aiitwa nevanhurume chete

iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:29 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG