Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China 01 Gumiguru 2015


Studio 7
Studio 7

Nhasi tiri kutarisa nezvedambudziko remagetsi iro rinonzi rabata nyika, panguva iyo hurumende iri kukurudzira kuti vanhu vanyanyoshandisa magetsi ezuva, kana kuti solar energy.

Vanhu vanokuwadzwa mukuputswa kwedzimba nemapurisa ekanzuru yeHarare mumusha weBudiriro neChitatu.

Bato reMDC T rinopokana nemashoko ari kubuda ekuti dare repamusorosoro reConstitutional Court rakarasa nyaya yaro ine chekuita nesarudzo yarakanga rakwidza kudare iri.

Muchirongwa cheLiveTalk Women’s Roundtable na 8:30 pm tiri kutarisa nezvedambudziko remagetsi nezvarinoreva kuvanhukadzi.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 AM, 4930, kana pa 12080, ne 15460 KiloHertzs pa ShortWave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG