Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzanhasi - Gunyana 1, 2015


Studio 7
Studio 7

Imwe shoroma yekuNigeria VaAliko Dangote voronga kuvamba mabhizimisi munyika.

Zimbabwe yave kusendeka parutivi chirongwa chekutora zvikamu makumi mashanu nechimwe kubva muzana kumakambani ekunze, kunze kwemigodhi.

Musangano wekuongorora nyaya dzekutorwa kwenhau yeHighway Africa wopetwa kuSouth Africa.

Muchirongwa cheLivetalk cheThe Youth Connection na 8:30 pm tiri kutarisa zviri kuitwa munyaya dzebudiriro nevechidiki vakambenge vari kunze kwenyika vawana mari dzorubatsiro dzokunze kuti vadzidze.

Misoro yeNhau Dzanhasi - Gunyana 1, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:57 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG