Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzanhasi - Gunyana 4, 2015


Studio 7
Studio 7

Mukuru wemapurisa VaAugustine Chihuri negurukota rezvemukati menyika VaIgnatious Chombo vanonzi nedare varipe vamwe vagari vekuChingwizi vavakasunga zvisiri pamutemo.

Vagari vemuBulawayo voratidzira kuti havasi kuda maprepaid meters emvura.

Kanzuru yeHarare yoyambira vagari kuti vachavharirwa mvura vakasabhadhara mutero.

Zimbabwe yotamba neGuinea musi wesvondo kuRufaro Stadium.

Muchirongwa chedu cheLivetalk mashoko eMDC-T ekuti vanhu ngavaratidzire sezvo nyika yoenda kumawere.

Misoro yeNhau Dzanhasi - Gunyana 4, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG