Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau, Chipiri, Gumiguru, 27, 2015.


Studio 7 09 Aug
Studio 7 09 Aug

Bazi rezvehupfumi rinoti ndiro richange robhadhara vamiririri veZimbabwe kune dzimwe nyika avo vave nemwedzi vachitadza kubhadharwa.

Mutungamiri webato rePeople’s Democratic Party VaTendai Biti vanoti panoda mushandirapamwe munyika kuti mauto asabvumidzwe kupindira munyaya dzezvematongerwo enyika.

Hurumende yokurudzirwa kuti ibatsire vechidiki munyaya dzezvehutano nezvinhu zvakaita sezvinoshandiswa nevasikana vanenge vachitevera uye kuongororwa ropa.

Muchirongwa cheLivetalk-The Connection na 8:30 pm tiri kutarisa kurudziro yekuti vechidiki vawaniswe zvikwanisiro munyaya dzezvehutano.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 12080, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro yeNhau, Gumiguru, 27, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:23 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG