Accessibility links

Breaking News

Nyanzvi Dzinoti Zimbabwe Ngaitaurirane neBhanga Guru Repasi Rose


Imwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi inoshanda nesangano re Labour and Economic Development Research Institute of Zimbabwe, Doctor Godfrey Kanyenze, vanoti Zimbabwe haina chimwe chekuita kunze kwekutaurirana nebhanga guru rinokweretesa mari reWorld Bank mkuitira kuti zvinhu zvifambe zvakanaka munyaya dzehupfumi.

Hurukuro naDoctor Godfrey Kanynze
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zimbabwe ine chikwereti chemari inopfuura bhiriyoni imwe chete yemadhora.

Mashoko aVaKanyenze anotsinhirwawo nevaimbova gurukota rezvehupfumi, VaTendai Biti. Vaviri ava vanoti pasina rubatsiro nyaya yekugadzirisa hupfumi hwenyika inoramba iri zviroto.

VaKanyenze vanotiwo Zimbabwe inofanirwa kutaurirana zvakare nesangano rinokweretesa pasi rose reInternational Monetary Fund. Zimbabwe ine zvikwereti zvekunze kwenyika zvinodarika mabhiriyoni mapfumbamwe ane zviuru zvipfumbamwe zvemadhora.

XS
SM
MD
LG