Muvhuro, Nyamavhuvhu 03, 2015 Local time: 15:07

Nhau / Africa

VaMugabe Voimba Rwiyo rweRunyararo Vachiviga VaNkomo

VaJohn Landa NkomoVaJohn Landa Nkomo
x
VaJohn Landa Nkomo
VaJohn Landa Nkomo
Thomas Chiripasi
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoti ivo nevamwe vavo vari munyaya dzezvematongerwo enyika vanofanira kukurudzira runyararo munyika musarudzo dzichaitwa senzira yekuremekedza mutevedzeri wavo,  Va John Landa Nkomo, avo varadzikwa pamarinda emagamba muHarare.

Vachitaura ku Heroes Acre muHarare, VaMugabe vakurudzira kuti munyika muve nerunyararo panguva yesarudzo vachiti izvi ndizvo zvanga zvichidiwa nemushakabvu avo vava tsanangura semuyananisi.

Va Mugabe vati nyaya yerunyararo inofanira kutanga naivo pamwe nevari mune zvematongerwo enyika.

Vataura vakamirira mhuri yekwaNkomo, uye ari mwana wemushakabvu, Va Jabulani Nkomo, vati varwadziwa zvikuru nekushayika kwakaita baba vavo.

Vati havana kufara nerunyerekupe rwaiburitswa padandemutande reindaneti rwekuti VaNkomo vakange vafa ivo vasati vashaya. Vati izvi zvakarwadza mhuri yavo sezvo ari mashoko anenge asina kunaka.

Va Mugabe vari pakati pekutaura, magetsi amboenda kwechinguvana zvaita kuti mutungamiri wenyika ambomira kutaura.

Mapato ose ari muhurumende yemubatanidzwa ange akamirirwa pakivigwa kwaVaNkomo. Vabva kunze kwenyika vanosanganisira mutungamiri weSouth Africa, Va Kgalema Motlanthe, mutevedzeri wemutungamiri weZambia, Va Guy Scott, nevamwe vakuru vakuru vemuhurumende dziri kuchamhembe kwe Africa dzinosanganisira Botswana, Namibia neTanzania.

VaNkomo ndivo mutevedzeri wemutungamiri wenyika wechina kufa vari pachigaro zvichitevera kufa kwakaita Va Joshua Nkomo muna 1999, VaSimon Muzenda muna 2003,  pamwe naVaJoseph Msika muna 2009.

Va John Nkomo, avo vakaberekwa musi 22 Nyamavhuvhu muna 1934, vakashaya nemusi weChishanu, uye vasiya amai vavo ,avo vasina kukwanisa kuuya kuzoona vachiradzikwa nepamusana pekurwara pamwe nekukura uye vasiyawo vana vakawanda nevazukuru.

You May Like

Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20

Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook