Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzanhasi Chishanu, Zvita 08, 2016


Nhengo dze MDC-T dzinoratidzira pamuzinda weGMB kwaMutasa kuManicaland dzichinyunyuta nekunyimwa kwadziri kuita chibage icho dzinoti chiri kupihwa vatsigiri veZanu PF chete….

Hurumende inoudza varairidzi kuti vambomira kuenda pazororo ichiti haina vamwe varairidzi vekutsviva vanenge vaenda pazororo….

Vatori venhau vaviri veNewsday vakasungwa nezuro vanoburitswa mutirongo mushure mekubvisiswa mari yechibatiso kuitira kuti vatongwe vachibva kudzimba dzavO.

Imwe nyanzvi yopa mazanu kuruzhinji rweZimbabwe zvichitevera kupisa kunotyisa kuri kuitika munyika…..

Muchirongwa cheLiveTalk tiri kutarisa kuomeserwa kuri kuitwa veruzhinji vanorarama nekutenga zvinhu kunze kwenyika vachizvitengesa munyika zvichitevera kudzikiswa kwamari yemitengo yezvinhu inopinda munyika isina kubatirwa mitero

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

Misoro Yenhau Dzanhasi Chishanu, Ndira 8, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:23 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG