China, Chikunguru 30, 2015 Local time: 22:14

Nhau / Africa

United Nations Yozeya Chikumbiro cheZimbabwe cheMari yeSarudzo

UNDPUNDP
x
UNDP
UNDP
Blessing Zulu
Chikumbiro cheZimbabwe chekuti inoda rubatsiro rwemari inosvika mazana maviri nemakumi maviri emamiriyoni emadhora kubva kumumiririi we United Nations Development Program, UNDP, munyika  kuitira kuti ikwanise kuita referendamu nesarudzo dzemunyika, chaendeswa kumuzinda weUnited Nations uri muNew York kuAmerica.

Mutsamba yayanyora neChishanu, mumiriri weUNDP atenda kuti chikumbiro cheZimbabwe chakasvika asi semaitiro avo, chakaendeswa kubazi rinoona nezve matongerwo enyika muUnited Nations, reFocal Point on Electoral Assistance.

Zimbabwe yakati sarudzo nereferendamu zvinoda mari inosvika mazana maviri nemakumi mashanu emamiriyoni emadhora, asi iyo ine mamiriyoni makumi maviri nemashanu emadhora, nokudaro iri kukumbira kuti United Nations iibatsire mukutsvaga jeredzwa riripo.

Tsamba iyi yakanyorwa musi wa 4 Kukadzi negurukota rezvemari, VaTendai Biti,  pamwe negurukota rezvemitemo, VaPatrick Chinamasa. Bazi  reUnited Nations kuNew York  ndiro richaongorora chikumbiro cheZimbabwe ichi uye rinenge richitaurawo neUNDP muHarare pamwe nehurumende yeZimbabwe.

Bazi iri rinobatsira munyika dzinenge dziine matambudziko munyaya dzezvematongerwo enyika kunyanya dzakaita seKenya neIvory Coast muAfrica.
 
Vamwe muZanu-PF vachiri kutsika madziro vachiti UN inoshandisa rutsigiro urwu kupindira mune dzimwe nyika sezvayakaita kuIvory Coast.

Mukuru wesangano reElection Resuorce Centre, VaTawanda Chimhini, vanoti UN inofanirawo kuona kuti paitwa sarudzo dzakachena.

Hurukuro naVaTawanda Chimhini
Hurukuro naVaTawanda Chimhinii
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Kufa kwaMuzvare Nyamubaya Koburitsa Nhuna dzeMadzimai Akaenda kuHondo

Muzvare Zindi vanobvunza kuti Zimbabwe yatiri kurarama mairi nhasi, ndiyo here yavakasiyira zvose kuenda kuhondo vari vana vadiki vachitsvaga rusununguko rwenyika. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

ZFTU Yoyambira Makambani Kuti Adzosere paMabasa Vashandi Vakadzingwa Basa

Munyori mukuru musangano re ZFTU , Va Kennias Shamuyarira, vati sangano ravo harisi kufara kuti huwandu hwevanhu vari kudzingwa mabasa zvichitevera mutongo we Supreme Court uyu huri kuramba huchikura. Onai zvimwe

Mbatya Tsaru Dzorambidzwa Kupinda Munyika

Gurukota rezvemari, VaPatrick VaChinamasa vanoti vatora matanho akawanda akanangana nekusimudzira maindasitiri nekuwedzera mari yehurumende. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

Facebook