Muvhuro, Nyamavhuvhu 03, 2015 Local time: 08:36

Nhau / Africa

Hurumende Inoti Ine Mari yeSarudzo neReferendamu

VaMorgan TsvangiraiVaMorgan Tsvangirai
x
VaMorgan Tsvangirai
VaMorgan Tsvangirai
Irwin Chifera
Hurumende inoti ichatanga kunyoresa vanhu vachavhota musarudzo dzinotevera muna Ndira  sezvo yave kutanga gadziriro dzereferendamu nesarudzo idzi.

Izvi zvabuda mumusangano waitwa neMutungamiri weHurumende, VaMorgan  Tsvangirai,  nemakurukota anoti rezvemutemo, VaPatrick Chinamasa, rebumbiro remitemo nemabasa aparamende,  VaEric Matinenga, pamwe nemakomisheni inoona nezvesarudzo, yeZimbabwe Electoral Commission, ZEC.

Vachitaura nevatori venhau mushure memusangano uyu, VaChinamasa vati musangano uyu wabvumirana kuti pachatangwa chirongwa chekunyoresa vavhoti, mari yekuita zvimwe ichitsvagwa.

Mutevedzeri waVaChinamasa, VaObert Gutu, vati kunyange hazvo hurumende ichiti haina mari, VaTsvangirai vaudza musangano uyu kuti hurumende ichatsvaga mari zhinji inodiwa  kuti zvirongwa zviviri izvi zviitwe.

VaGutu vati VaTsvangirai vachakwidza zvabuda mumusangano uyu kumusangano wevakuru vehurumende yemubatanidzwa neMuvhuro uye mushure  mezvo VaChinamasa negurukota rezvemari, VaTendai Biti, vachasangana kuti vaone kuti voronga sei nyaya dzemari dzesarudzo nereferendamu.

VaBiti vange vakatarisirwa kupinda mumusangano uyu asi vapa chikumbiro chekuti vange vakabatikana.

Zvichakadai, mutevedzeri wasachigaro weZEC, Amai Joice Kazembe, vazivisa kuti ZEC yaderedza mabhajeti ayo ereferendamu nesarudzo.

Bhajeti rereferendamu raderedzwa kusvika pamadhora mamiriyoni makumi masere nemashanu kubva pamamiriyoni zana nemashanu emadhora, ukuwo bhajeti resarudzo raderedzwa kubva pamamiriyoni zana negumi nemashanu kusvika pamamiriyoni zana nemanomwe. 

Amai Kazembe vati zvimwe zvakakonzera kuderedzwa kwemabhajeti aya   zvinosanganisira kurega kunyoreswa kwevanhu kuti vavhote mureferendamu pamwe nekusadimburwa kwemiganhu yematunhu (constituencies) musarudzo kana kuti delimitation.

Kunyange hazvo mutungamiriri wenyika, VaRobert Mugabe, vachiti sarudzo dzichaitwa muna Kurume gore rinouya, VaChinamasa vati mazuva esarudzo nereferendamu achaziviswa chete kana kunyorwa kwebumbiro idzva kwapera.

Pari zvino pane makakatanwa pakunyorwa kwebumbiro remitemo pamapato ari muhurumende uye chikwata chemakurukota ehurumende chakadomwa kuti chigadzirise makakatanwa aya, chiri kutadza kuwirirana pane zviri kunetsa pambubiro rakanyorwa nekomiti yeparamende, yeCOPAC, pamwe nezvisungo zvakabuda mumusangano weSecond All Stakeholders Conference.

You May Like

Beloved Lion Killing Sparks Virtual, Real Life Outrage

The beloved lion was known to be friendly to humans and helped bring tourists to Zimbabwe's Hwange National Park and researchers were using him in a study. Onai zvimwe

U.S. Agency Probes Killing of Cecil the Lion, As Activists Petition White House

The global outrage over the killing of a famous lion in Zimbabwean by an American hunter continued on Thursday with 150, 000 people signing a petition on the White House website calling on the U.S. government to extradite the hunter. Onai zvimwe

Zimbabwe Demands Extradition of Cecil The Lion's Killer

Minister Oppah Muchinguri Kashiri said Zimbabwe have started the process of extraditing Walter James Palmer from the United States to face poaching related charges. Onai zvimwe

Hunter Bailed in Killing of Cecil the Lion

Palmer, who fatally shot the lion with a rifle and bow, says he believed the hunt was legal. Bronkhorst runs Bushman Safaris in Bulawayo and was supervising the hunt. Onai zvimwe
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20

Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook