Thursday, November 27, 2014 Local time: 11:38

Nhau / Africa

ZIFA Inomisa Devon Chafa Kutamba Bhora kweMwedzi Wose

Dynamos FCDynamos FC
x
Dynamos FC
Dynamos FC
Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Zimbabwe Football Association, ZIFA,  inoti ichamisa mutambi we Dynamos, Devon Chafa, kutamba nhabvu kwemwedzi mumwe chete sekurudziro yapihwa nesangano reFIFA.

FIFA iri kupomera mutambi uyu mhosva yekushandisa mishonga isingabvumirwe mumitambo.

Vanoona nezvekufambiswa kwemashoko mu ZIFA, Va Xolani Gwesela, vanoti vasangana nemutambi uyu neMuvhuro vakamuudza nezvemamiriro akaita zvinhu, uye zvazvinoreva.

Va Gwesela vanoti FIFA yati Chafa anofanirwa kuvapa humbowo hwekuti seyi mishonga isingabvumirwe iyi yakawanikwa iri muropa make?

Chafa anonzi achayedza kuti achenurwe nekuti ane mishonga yaakange achitora mukurapa kukuvara kwaakaita kusina chekuita nenhabvu.

VaGwesela vanoti muhurukuro yavaita naChafa nachiremba wake, mutambi we Zimbabwe Warriors achambonozeya chiitiko ichi nemhuri yake nevanomimirira munyaya dzenhabvu kuti awone kuti otora danho ripi.

ZIFA nechikwata che Dynamos vati vachamira nemutambi uyu mukuita zvese zvavanogona kuti achenure zita rake.

Hurukuro naVa Xolani Gwesela
Hurukuro NaVa Xolani Gweselai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Veruzhinji Vanoti Amai Mujuru Vapedzwa

Zvichitivera kutadza kuwana chigaro mudare reZanu PF central committee, veruzhinji vanoti hupenyu mubato iri hwemutevedzeri wemutungamiriri wenyika, Amai Joice Mujuru, hwave parumananzombe. Onai zvimwe

Amai Holland naVaNcube Vofanobata Matomu mu United MDC

MDC inotungamirwa naVa Welshman Ncube yabatana neChitatu zviri pamutemo neMDC Renewal Team mukuumbwa kwebato idzva riri kudaidzwa kuti United MDC. Onai zvimwe

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

Harare Residents Trust Inoramba Hurongwa hweMamita eKutenga Mvura

Sangano reHarare Residents Trust rinoti harisi kutambira hurongwa hunonzi huri kuda kuitwa nekanzuru yeHarare, hwekuisa mamita emvura mudzimba kuitira kuti vanhu vahhadhare mvura vasati vaishandisa Onai zvimwe
LiveTalk

LiveTalk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate.

Schedule:

Monday-Friday

Local Time: 8:30-9:00 p.m.

UTC Time: 1830-1900

Duration: Weekdays: 30 minutes

 

Ndebele

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
Studio 7

Studio 7

Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days a week on AM, shortwave and satellite
 

Schedule: Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m.

Local Time: 7-9 p.m.

UTC Time: 1700-1900

Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Listen: MP3

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media


This forum has been closed.
Comments
     
There are no comments in this forum. Be first and add one

Facebook